Testamente Yekare
Hosea
Muprofita anorayirwa kuda mukadzi asina kutendeka, kuti Israeri aone kuda kunoita Baba vedu vanhu vasina kutendeka. Rinopa mufananidzo wababa wounyoro kupfuura yose muVaprofita.
Muprofita anorayirwa kuda mukadzi asina kutendeka, kuti Israeri aone kuda kunoita Baba vedu vanhu vasina kutendeka.